Psalms 145:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova uri pedyo naʋose ʋanoɗana kwaari, Ʋose ʋanoɗana kwaari neɀokwaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha ari pedyo navose vanodana kwaari, kuna vose vanodana kwaari muchokwadi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI ari pedyo navanodanidzira kwaari kuna vose vanodanidzira kwaari muchokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha ari pedyo navose vanodana kwaari, Vose vanodana kwaari nezvokwadi.
Shona 2009?
Jehovha ari pedo navose vanodana kwaari, Vose vanodana kwaari nezvokwadi.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha ari pedyo navose vanodana kwaari, Vose vanodana kwaari nezvokwadi.