Psalms 145:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova unoceŋgeta ʋose ʋanomuɗa; Asi ʋakaipa ucaʋaparadza ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha anochengeta vose vanomuda, asi achaparadza vakaipa vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI anochengetedza vose vanomuda asi vakaipa vose anovaparadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha anochengeta vose vanomuda; Asi vakaipa achavaparadza vose.
Shona 2009?
Jehovha anochengeta vose vanomuda Asi vakaipa achavaparadza vose.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha anochengeta vose vanomuda; Asi vakaipa achavaparadza vose.