Psalms 145:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova mukuru, unofanira kurumbidzwa kwaɀo; Ʋukuru bgake haʋuŋganɀerwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha mukuru uye akafanira kurumbidzwa; ukuru hwake hahunganzverwi nomunhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI mukuru uye anofanira kurumbidzwa zvikuru; ukuru hwake haugoni kutsvagurudzwa hukawanikwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha mukuru, anofanira kurumbidzwa kwazvo; Ukuru hwake haunganzverwi.
Shona 2009?
Jehovha mukuru, anofanira kurumbidzwa kwazvo; Ukuru hwake haunganzverwi.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha mukuru, anofanira kurumbidzwa kwazvo; Ukuru hwake haunganzverwi.