Psalms 145:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicafuŋgisisa kubginya kwoʋumambo bgenyu ʋunokudzwa, Namaɓasa enyu anoshamisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachataura nezvokunaka kwokubwinya kwoumambo hwenyu, uye ndichafungisisa pamusoro pemabasa enyu anoshamisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichanyatsofungisisa nezvomukurumbira woumambo hwenyu husingaitiki uye nezvamabasa enyu anoshamisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichafungisisa kubwinya kwoumambo hwenyu hunokudzwa, Namabasa enyu anoshamisa.
Shona 2009?
Ndichafungisisa kubwinya koumambo bwenyu hunokudzwa, Namabasa enyu anoshamisa.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichafungisisa kubwinya kwoumambo hwenyu hunokudzwa, Namabasa enyu anoshamisa.