Psalms 146:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unomufaro munhu uyo kana Mŋari waJakobo ari muɓatsiri wake, Unotarira kunaJehova Mŋari wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaropafadzwa munhu uyo ano mubatsiri wake Mwari waJakobho, tariro yake iri muna Jehovha Mwari wake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akakomborerwa zvake munhu anobatsirwa naMwari waJakobho anovimba naTENZI Mwari wake
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anomufaro munhu uyo kana Mwari waJakobho ari mubatsiri wake, Anotarira kuna Jehovha Mwari wake.
Shona 2009?
Anomufaro munhu uyo kana Mwari waJakobho ari mubatsiri wake, Anotarira kuna Jehovha Mwari wake.
Shona SUB 2002 Bible
Ano mufaro munhu uyo kana Mwari waJakobho ari mubatsiri wake, Anotarira kuna Jehovha Mwari wake.