Psalms 146:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoruramisira ʋanomanikidzwa; Unopa ʋanenzara ɀokudya; Jehova unosunuŋgura ʋasuŋgwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anotsigira mhaka yavakadzvinyirirwa, uye anopa zvokudya vane nzara. Jehovha anosunungura vasungwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anoona kuti vakadzvinyirirwa vaitirwa zvino ruenzaniso anopa chokudya vane nzara TENZI anosunungura vasungwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anoruramisira vanomanikidzwa; Anopa vane nzara zvokudya; Jehovha anosunungura vasungwa;
Shona 2009?
Anoruramisira vanomanikidzwa; Anopa vane nzara zvokudya; Jehovha anosunungura vasungwa;
Shona SUB 2002 Bible
Anoruramisira vanomanikidzwa; Anopa vane nzara zvokudya; Jehovha anosunungura vasungwa;