Psalms 147:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hareruya! Nokuti ɀakanaka kuti Mŋari weɗu aimbirwe nziyo dzokurumbidza; Ɀinofadza, ʋuye kurumbidza kwakafanira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rumbidzai Jehovha. Zvakanaka sei kuimbira Mwari wedu nziyo dzokurumbidza, zvinofadza uye zvakafanira sei kumurumbidza!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rumbidzai TENZI, zvakanaka kuimba tichirumbidza Mwari wedu. Nokuti wakanaka uye zvakakodzera seiko kumuombera norumbo tichimurumbidza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hareruya! Nokuti zvakanaka kuti Mwari wedu aimbirwe nziyo dzokurumbidza; Zvinofadza, uye kurumbidza kwakafanira.
Shona 2009?
Hareruya. Nokuti zvakanaka kuti Mwari wedu aimbirwe nziyo dzokurumbidza; Zvinofadza, uye kurumbidza kwakafanira.
Shona SUB 2002 Bible
Hareruya! Nokuti zvakanaka kuti Mwari wedu aimbirwe nziyo dzokurumbidza; Zvinofadza, uye kurumbidza kwakafanira.