Psalms 147:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakasimbisa mazarira amasuʋo ako; Wakaropafadza ʋana ʋako mukati mako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti anosimbisa mazariro amasuo ako, uye anoropafadza vanhu vako vari mauri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti anosimbisa zvihuri zvemisuwo yako mikuru anokomborera vana vari mauri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti wakasimbisa mazarira amasuo ako; Akaropafadza vana vako mukati mako.
Shona 2009?
Nokuti wakasimbisa mazariro amasuo ako; Akaropafadza vana vako mukati mako.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti wakasimbisa mazarira amasuwo ako; Akaropafadza vana vako mukati mako.