Psalms 147:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unopa ʋanhu cando samakushe amakwai, Unoparadzira cando samaɗota.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anowarira chando samakushe, uye anoparadzira chando samadota.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anounza mazaya echando sewuru; anoparadzira mazaya echando chamangwanani sedota.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anopa vanhu chando samakushe amakwai, Anoparadzira chando samadota.
Shona 2009?
Anopa vanhu chando samakushe amakwai, Anoparadzira chando samadota.
Shona SUB 2002 Bible
Anopa vanhu chando samakushe amakwai, Anoparadzira chando samadota.