Psalms 147:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unokanda cimvuramabge cake seɀimeɗu; Ndianiko uŋgamira pacando cake?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anokanda chimvuramabwe pasi sezvimedu. Ndianiko angamira kana chando chake charova?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anokanda chivhuramahwe samavhinga; ndiani angatirire chando chake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anokanda chimvuramabwe chake sezvimedu; Ndianiko angamira pachando chake?
Shona 2009?
Anokanda chimvuramabwe chake sezvimedu; Ndianiko angamira pachando chake?
Shona SUB 2002 Bible
Anokanda chimvuramabwe chake sezvimedu; Ndianiko angamira pachando chake?