Psalms 147:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haana‐kutoŋgoitira rumŋe rudzi saiɀoɀo; Kana ɀiri ɀaakatoŋga, haʋanakuɀiziʋa. Hareruya!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haana kumboita izvi kuno rumwe rudzi; havazivi mirayiro yake. Rumbidzai Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Haana kumboita zvakadai norumwe rudzi. Havazivi zvirevo zvake. Areruya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haana kutongoitira rumwe rudzi saizvozvo; Kana zviri zvaakatonga, havana kuzviziva. Hareruya!
Shona 2009?
Haana kutongoitira rumwe rudzi saizvozvo; Kana zviri zvaakatonga, havana kuzviziva. Hareruya!
Shona SUB 2002 Bible
Haana kutongoitira rumwe rudzi saizvozvo; Kana zviri zvaakatonga, havana kuzviziva. Hareruya!