Psalms 147:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unotara kuwanda kwenyeredzi; Unodzipa dzose mazita adzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anotara kuwanda kwenyeredzi, anodana imwe neimwe nezita rayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiye akaronga uwandu hwenyenyedzi ndiye anodzidoma dzose namazita adzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anotara kuwanda kwenyeredzi; Anodzipa dzose mazita adzo.
Shona 2009?
Anotara kuwanda kwenyeredzi; Anodzipa dzose mazita adzo.
Shona SUB 2002 Bible
Anotara kuwanda kwenyenyedzi; Anodzipa dzose mazita adzo.