Psalms 148:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rumbidzai Jehova imi ʋapasi, Imi ɀikara ɀeguŋgwa, neɀiri makadzika;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rumbidzai Jehovha imi nyika, imi zvisikwa zvikuru zvegungwa nokwakadzika kwenyanza,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pasi ngaparumbidzewo TENZI: imi mazigaranyanya nemi hwenje hose hwegungwa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rumbidzai Jehovha imi vapasi, Imi zvikara zvegungwa, nezviri makadzika;
Shona 2009?
Rumbidzai Jehovha imwi vapasi, imwi zvikara zvegungwa, nezviri makadzika;
Shona SUB 2002 Bible
Rumbidzai Jehovha imi vapasi, Imi zvikara zvegungwa, nezviri makadzika;