Psalms 149:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova unofarira ʋanhu ʋake; Ucashoŋgedza ʋanyoro noruponeso;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Jehovha anofarira vanhu vake; vanozvininipisa anovashongedza korona noruponeso.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti TENZI anofadzwa navanhu vake anokudza varombo nokuita kuti vakunde.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha anofarira vanhu vake; Achashongedza vanyoro noruponeso;
Shona 2009?
Nokuti Jehovha anofarira vanhu vake; Achashongedza vanyoro noruponeso;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha anofarira vanhu vake; Achashongedza vanyoro noruponeso;