Psalms 15:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye usinamakuhwa parurimi rwake, Usiŋgaitiri shamŋari yake ɀakaipa, Usiŋgatuki waagere naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye asina makuhwa parurimi rwake, asingaitiri wokwake zvakaipa uye asingatuki waagere naye,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
munhu asingatauri makuhwa norurimi rwake; asingaitiri mumwe wake zvakaipa; asingatauri zvakaipa zvavamwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye asina makuhwa parurimi rwake, Asingaitiri shamwari yake zvakaipa, Asingatuki waagere naye.
Shona 2009?
Iye asina makuhwa parurimi rwake, Asingaitiri shamwari yake zvakaipa, Asingatuki waagere naye.
Shona SUB 2002 Bible
Iye asina makuhwa parurimi rwake, Asingaitiri shamwari yake zvakaipa, Asingatuki waagere naye.