Psalms 15:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye usiŋgareʋi mhindu pamari yake, Kana kugamucira cipo pamsoro pousinemhoȿa. Munhu unoita ɀinhu iɀeɀi haaŋgatoŋgozunuŋguswi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
anokweretesa mari yake asingarevi mhindu uye asingagamuchiri fufuro pamusoro pousina mhosva. Munhu anoita izvi haangatongozungunuswi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anokweretesa asingati akwereta ngaaise imwe mari pamusoro payo kana kutambira chioko muhomwe chokurwisa munhu asina mhosva. Munhu anoita zvakadai haatsukunyiki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye asingarevi mhindu pamari yake, Kana kugamuchira chipo pamusoro pausina mhosva. Munhu anoita zvinhu izvozvi haangatongozonunguswi.
Shona 2009?
Iye asingarevi mhindu pamari yake, Kana kugamuchira chipo pamusoro pausina mhosva. Munhu anoita zvinhu izvozvi haangatongozununguswi.
Shona SUB 2002 Bible
Iye asingarevi mhindu pamari yake, Kana kugamuchira chipo pamusoro pausina mhosva. Munhu anoita zvinhu izvozvi haangatongozonunguswi.