Psalms 16:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakati kunaJehova: Ndimi Ishe waŋgu; Kunze kwenyu handinecinhu cakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakati kuna Jehovha, “Ndimi Ishe wangu; kunze kwenyu handina chinhu chakanaka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinoti kuna TENZI, “Imi ndimi TENZI wangu. Kunze kwenyu imi handina chimwe chakanaka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakati kuna Jehovha, “Ndimi Ishe wangu; Kunze kwenyu handine chinhu chakanaka.”
Shona 2009?
Ndakati kuna Jehovha, "Ndimi Ishe wangu; Kunze kwenyu handine chinhu chakanaka."
Shona SUB 2002 Bible
Ndakati kuna Jehovha, “Ndimi Ishe wangu; Kunze kwenyu handine chinhu chakanaka.”