Psalms 16:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kucema kucawanzwa kwaʋanoʋigira mumŋe mŋari ɀipo; Ɀipiriso ɀaʋo ɀinoɗururwa ɀeropa handiŋgaɀiɗururi, Namazita aʋo handiŋgaareʋi nemiromo yaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuchema kuchawedzerwa, kwaavo vanomhanyira vamwe vamwari. Handichazodiri zvipiriso zvavo zveropa zvinodururwa kana kuisa mazita avo pamiromo yangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanozvisarudzira mumwe mwari, vanozviwanzira nhamo. Handisi kuzopira kwavari miteuro yeropa. Handifi ndadaidza mazita avo nomuromo wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuchema kuchawanzwa kwavanovigira mumwe mwari zvipo; Zvipiriso zvavo zvinodururwa zveropa handingazvidururi, Namazita avo handingaarevi nemiromo yangu.
Shona 2009?
Kuchema kuchawanzwa kwavanovigira mumwe mwari zvipo; Zvipiriso zvavo zvinodururwa zveropa handingazvidururi, Namazita avo handingaarevi nemiromo yangu.
Shona SUB 2002 Bible
Kuchema kuchawanzwa kwavanovigira mumwe mwari zvipo; Zvipiriso zvavo zvinodururwa zveropa handingazvidururi, Namazita avo handingaarevi nemiromo yangu.