Psalms 16:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rwonzi rwokuyera rwakandiyerera nɀimbo dzakanaka; Ɀirokwaɀo, nhaka yaŋgu yakaiȿo‐naka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakayererwa miganhu panzvimbo yakanaka; zvirokwazvo ndine nhaka inofadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muganhu wangu waenda napakanaka. Hakusi kunaka ikoko kwakaita nhaka yangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rwonzi rwokuyera rwakandiyerera nzvimbo dzakanaka; Zvirokwazvo, nhaka yangu yakaisvonaka.
Shona 2009?
Rwonzi rwokuyera rwakandiyerera nzvimbo dzakanaka; Zvirokwazvo, nhaka yangu yakaisvonaka.
Shona SUB 2002 Bible
Tambo yokuyera yakandiyerera nzvimbo dzakanaka; Zvirokwazvo, nhaka yangu yakaisvonaka.