Psalms 16:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicarumbidza Jehova wakandipa mano, Ɀirokwaɀo, itȿo dzaŋgu dzinondidzidzisa paŋguʋa dzoʋusiku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndicharumbidza Jehovha, anondipa zano; kunyange usiku mwoyo wangu unondirayira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinorumbidza TENZI anondipa mazano kunyange usiku, mwoyo wangu unondinyevera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndicharumbidza Jehovha akandipa mano, Zvirokwazvo, itsvo dzangu dzinondidzidzisa panguva dzousiku.
Shona 2009?
Ndicharumbidza Jehovha akandipa mano, Zvirokwazvo, itsvo dzangu dzinondidzidzisa panguva dzousiku.
Shona SUB 2002 Bible
Ndicharumbidza Jehovha akandipa mano, Zvirokwazvo, itsvo dzangu dzinondidzidzisa panguva dzousiku.