Psalms 16:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo mŋoyo waŋgu unofara, kukudzwa kwaŋgu kunofarisisa; Nyama yaŋgu ʋo icagara yakaceŋgetwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo mwoyo wangu unofara uye rurimi rwangu runopururudza; muviri wanguwo uchazorora zvakanaka,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo mwoyo wangu unofara, mweya wangu unopembera; kana muviri wangu uchava norugare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo mwoyo wangu unofara, kukudzwa kwangu kunofarisisa; Nyama yanguo ichagara yakachengetwa.
Shona 2009?
Naizvozvo moyo wangu unofara, kukudzwa kwangu kunofarisisa; Nyama yanguvo ichagara yakachengetwa.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo mwoyo wangu unofara, kukudzwa kwangu kunofarisisa; Nyama yanguo ichagara yakachengetwa.