Psalms 17:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Simukai, Jehova, Mirai pamberi pake, mumuwisire pasi; Rwirai mŋeya waŋgu nomunondo wenyu kunaʋakaipa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa, Jehovha, simukai, mirai pamberi pavo, vawisirei pasi; ndirwirei nomunondo wenyu pano wakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Simukai TENZI muvarwise muvakurire. Ndinunureiwo nebakatwa renyu kuvakaipa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Simukai, Jehovha, Mirai pamberi pake, mumuwisire pasi; Rwirai mweya wangu nomunondo wenyu kuna vakaipa;
Shona 2009?
Simukai, Jehovha, Mirai pamberi pake, mumuwisire pasi; Rwirai mweya wangu nomunondo wenyu kuna vakaipa;
Shona SUB 2002 Bible
Simukai, Jehovha, Mirai pamberi pake, mumuwisire pasi; Rwirai mweya wangu nomunondo wenyu kuna vakaipa;