Psalms 17:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makaidza mŋoyo waŋgu; makandishanyira ʋusiku; Makandiidza, mukasawana kufuŋga kwakaipa mandiri; Ndakaɀisuŋga kuti muromo waŋgu urege kuɗarika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange mukaedza mwoyo wangu nokundiongorora usiku, kunyange mukandiedza, hamungawani chinhu; ndakazvisunga kuti muromo wangu urege kutadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mukaedzawo zvenyu mwoyo wangu; kana kuti mukandishanyira zvenyu usiku; kana mukaedza kuona zvandiri hamumboona uipi mandiri. Handimbokanganisa nomuromo wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makaidza mwoyo wangu; makandishanyira usiku; Makandiidza, mukasawana kufunga kwakaipa mandiri; Ndakazvisunga kuti muromo wangu urege kudarika.
Shona 2009?
Makaidza moyo wangu; makandishanyira usiku; Makandiidza, mukasawana kufunga kwakaipa mandiri Ndakazvisunga kuti muromo wangu urege kudarika.
Shona SUB 2002 Bible
Makaidza mwoyo wangu; makandishanyira usiku; Makandiidza, mukasawana kufunga kwakaipa mandiri; Ndakazvisunga kuti muromo wangu urege kudarika.