Psalms 17:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ndakaɗana kwamuri, nokuti mucandipindura, imi Mŋari; Rerekerai nzeʋe dzenyu kwandiri, munzwe kutaura kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Mwari, ndinodana kwamuri, nokuti muchandipindura; rerekerai nzeve yenyu kwandiri, munzwe munyengetero wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodanidzira kwamuri Mwari nokuti munondipindura. Rerekerai nzeve yenyu kwandiri munzwe zvandinotaura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini ndakadana kwamuri, nokuti muchandipindura, imi Mwari; Rerekerai nzeve dzenyu kwandiri, munzwe kutaura kwangu.
Shona 2009?
Ini ndakadana kwamuri, nokuti muchandipindura, imwi Mwari; Rerekerai nzeve dzenyu kwandiri, munzwe kutaura kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ini ndakadana kwamuri, nokuti muchandipindura, imi Mwari; Rerekerai nzeve dzenyu kwandiri, munzwe kutaura kwangu.