Psalms 18:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀose ɀaakatoŋga ɀakaŋga ɀiri pamberi paŋgu, Handina‐kusundira kure neni ɀaakatema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mirayiro yake yose iri pamberi pangu; handina kutsauka pazvirevo zvake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti chainditungamirira, zvirongwa zvake zvose, mirawo yake handina kuibvisa kwandiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvose zvaakatonga zvakanga zviri pamberi pangu, Handina kusundira kure neni zvaakatema.
Shona 2009?
Nokuti zvose zvaakatonga zvakanga zviri pamberi pangu, Handina kusundira kure neni zvaakatema.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvose zvaakatonga zvakanga zviri pamberi pangu, Handina kusundira kure neni zvaakatema.