Psalms 18:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaŋga ndakarurama ʋo kwaari, Ndakaɀiceŋgeta ini paɀakaipa ɀaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakanga ndisina chandingapomerwa pamberi pake, uye ndakazvichengeta kuti ndigare kure nechivi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwaari, handina chinoshoreka. Ndakazvichengeta ndisina mhosva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakanga ndakaruramawo kwaari, Ndakazvichengeta ini pazvakaipa zvangu.
Shona 2009?
Ndakanga ndakaruramawo kwaari, Ndakazvichengeta ini pazvakaipa zvangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakanga ndakaruramawo kwaari, Ndakazvichengeta ini pazvakaipa zvangu.