Psalms 18:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakanaka munomuitira ʋo ɀakanaka, Nowakatsauka, munomuitira ʋo nehasha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuna vakachena munoratidza kuchena kwenyu, asi kuna vakatsauka munoratidza hasha dzenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuna ane mwoyo wakanaka imi makanaka, asi kune ane muitiro wakakombama, imiwo munobva mavava.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akanaka munomuitirawo zvakanaka, Nowakatsauka, munomuitirawo nehasha.
Shona 2009?
Akanaka munomuitirawo zvakanaka, nowakatsauka, munomuitirawo nehasha.
Shona SUB 2002 Bible
Akanaka munomuitirawo zvakanaka, Nowakatsauka, munomuitirawo nehasha.