Psalms 18:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti imi mucatuŋgidza mŋenje waŋgu; Jehova Mŋari waŋgu ucavenekera rima raŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi, iyemi Jehovha, munoita kuti mwenje wangu urambe uchipfuta; Mwari wangu anoshandura rima rangu richiva chiedza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sezvo imi TENZI murimi mwenje wangu, imi Mwari wangu ndimi munondivhenekera murima;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti imi muchatungidza mwenje wangu; Jehovha Mwari wangu achavhenekera rima rangu.
Shona 2009?
Nokuti imwi muchatungidza mwenje wangu; Jehovha Mwari wangu achavhenekera rima rangu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti imi muchatungidza mwenje wangu; Jehovha Mwari wangu achavhenekera rima rangu.