Psalms 18:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye Mŋari, unondisuŋga ciʋuno nesimba, Unokwanisa nzira yaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
NdiMwari anondishongedza nesimba uye anokwanisa nzira yangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiye Mwari akandipa simba akaita kuti nzira yangu ifambike.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye Mwari, anondisunga chiuno nesimba, Anokwanisa nzira yangu.
Shona 2009?
Iye Mwari, anondisunga chiuno nesimba, Anokwanisa nzira yangu.
Shona SUB 2002 Bible
Iye Mwari, anondisunga chiuno nesimba, Anokwanisa nzira yangu.