Psalms 18:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unodzidzisa maʋoko aŋgu kurwa; Naiɀoɀo maʋoko aŋgu anowembura ʋuta bgendarira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anodzidzisa maoko angu kurwa; maoko angu anowembura uta hwendarira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anodzidzisa maoko angu kurwa hondo zvokuti kunyange uta hwendarira, maoko angu anogona kutatamura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anodzidzisa maoko angu kurwa; Naizvozvo maoko angu anowembura huta hwendarira.
Shona 2009?
Anodzidzisa maoko angu kurwa; Naizvozvo maoko angu anobwembura uta bwendarira.
Shona SUB 2002 Bible
Anodzidzisa maoko angu kurwa; Naizvozvo maoko angu anowembura huta hwendarira.