Psalms 18:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaʋaɓaya, ʋakoniwe kusimuka; Ʋacawira pasi petsoka dzaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakavapwanya kuti vakoniwe kusimuka; vakawira pasi petsoka dzangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakavapwanya-pwanya zvokuti havana kukwanisa kumuka, vakati rakata pasi petsoka dzangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichavabaya, vakoniwe kusimuka; Vachawira pasi petsoka dzangu.
Shona 2009?
Ndichavabaya, vakoniwe kusimuka; Vachawira pasi petsoka dzangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichavabaya, vakoniwe kusimuka; Vachawira pasi petsoka dzangu.