Psalms 18:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maɓote orufu akandikomba; Ʋuye nzizi dzeɀakaipa dzakandivundusa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mabote orufu akandipinganidza; mvura zhinji inoparadza yakandifukidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti misungo yorufu yakandikomberedza, mafashamo ohumharadzi akandirwisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mabote orufu akandikomba; Uye nzizi dzezvakaipa dzakandivhundusa.
Shona 2009?
Mabote orufu akandikomba; Uye nzizi dzezvakaipa dzakandivhundusa.
Shona SUB 2002 Bible
Mabote orufu akandikomba; Uye nzizi dzezvakaipa dzakandivhundusa.