Psalms 18:44 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacaterera pakarepo kana ʋacindinzwa, Ʋatorwa ʋacanamata kwandiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavanongondinzwa, vanonditeerera; vatorwa vanokotama pamberi pangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vatorwa vaiuya kwandiri vachitodemba, vaiti vakangondinzwa chete vainditeerera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachateerera pakarepo kana vachindinzwa, Vatorwa vachanamata kwandiri.
Shona 2009?
Vachateerera pakarepo kana vachindinzwa, Vatorwa vachanamata kwandiri.
Shona SUB 2002 Bible
Vachateerera pakarepo kana vachindinzwa, Vatorwa vachanamata kwandiri.