Psalms 18:50 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unopa mambo wake kuponeswa kukuru; Unoitira muzodzwa wake ʋunyoro, Iye Davidi nomŋana wake nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anopa mambo wake kukunda kukuru; anoratidza unyoro hwake husingaperi kumuzodziwa wake, kuna Dhavhidhi nokuvana vake nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anopa mambo wake kukunda kukuru kwazvo, anoitira mwoyochena muzodzwa wake Dhavhidhi nezvizvarwa zvake narini wose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anopa mambo wake kuponeswa kukuru; Anoitira muzodzwa wake unyoro, Iye Dhavhidhi nomwana wake nokusingaperi.
Shona 2009?
Anopa mambo wake kuponeswa kukuru;,Anoitira muzodzwa wake unyoro, Iye Dhavhidhi nomwana wake nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Anopa mambo wake kuponeswa kukuru; Anoitira muzodzwa wake unyoro, Iye Dhavhidhi nomwana wake nokusingaperi.