Psalms 19:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kumutuŋgamiriri wokuimba. Pisarema raDavidi. Kuɗeŋga‐ɗeŋga kunoparidzira kubginya kwaMŋari; Ʋuye ɗeŋga rinoratidza ɓasa ramaʋoko ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kumutungamiri wokuimba. Pisarema raDhavhidhi. [1] Matenga anotaura kubwinya kwaMwari; matenga anoparidza mabasa amaoko ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunaka kwakaita zvisikwa nemirao yaMwari Matenga anoparidza mbiri yaMwari, ziendanakuenda rinodura pachena mabasa aMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kudenga-denga kunoparidzira kubwinya kwaMwari; Uye denga rinoratidza basa ramaoko ake.
Shona 2009?
Kudenga-denga kunoparidzira kubwinya kwaMwari; Uye denga rinoratidza basa ramaoko ake.
Shona SUB 2002 Bible
Kudenga–denga kunoparidzira kubwinya kwaMwari; Uye denga rinoratidza basa ramaoko ake.