Psalms 19:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀinofanira kutȿakwa kukunda ndarama, ɀirokwaɀo kukunda ndarama zhinji yakaiȿo‐naka; Ɀinotapira ʋo kupfuʋura ʋuci nomuȿi wamaziŋga oʋuci.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvinokosha kupfuura goridhe, kupfuura goridhe rakanatswa; zvinotapira kupfuura uchi, kupinda uchi hwabva muzinga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inofanira kudiwa kukunda ndarama, kutopinda ndarama yakanakisisa, inotapirawo kupinda uchi kupinda musvisvi wezinga rouchi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvinofanira kutsvakwa kukunda ndarama, zvirokwazvo kukunda ndarama zhinji yakaisvonaka; Zvinotapirawo kupfuura huchi nomusvi wamazinga ohuchi.
Shona 2009?
Zvinofanira kutsvakwa kukunda ndarama, zvirokwazvo kukunda ndarama zhinji yakaisvonaka; zvinotapirawo kupfuura huchi nomusvi wamazinga ohuchi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvinofanira kutsvakwa kukunda ndarama, zvirokwazvo kukunda ndarama zhinji yakaisvonaka; Zvinotapirawo kupfuura huchi nomusvi wamazinga ohuchi.