Psalms 19:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye ɀe, muranda wenyu unonyeʋerwa naɀo; Pakuɀiceŋgeta panomuɓairo mukuru. Kana kuri kutsauka, ndiani uŋgakuziʋa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muranda wenyu anoyambirwa nazvo; pakuzvichengeta pano mubayiro mukuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyewo unoyambira muranda wenyu kuichengeta kunowanisa mubayiro mukuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uyezve, muranda wenyu unonyeverwa nazvo; Pakuzvichengeta panomubayiro mukuru. Kana kuri kutsauka, ndiani angakuziva?
Shona 2009?
Uyezve, muranda wenyu unonyeverwa nazvo; Pakuzvichengeta panomubayiro mukuru. Kana kuri kutsauka, ndiani angakuziva?
Shona SUB 2002 Bible
Uyezve, muranda wenyu unonyeverwa nazvo; Pakuzvichengeta panomubairo mukuru. Kana kuri kutsauka, ndiani angakuziva?