Psalms 19:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Dzorai ʋo muranda wenyu paɀiʋi ɀokuɀikudza; Ŋgaɀirege kuʋa nesimba pamsoro paŋgu; ipapo ndicaʋa wakakwana, Handiŋgaʋi nemhoȿa yokuɗarika kukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dzorai muranda wenyu kubva pakutadza nobwoni; ngazvirege kuva nesimba pamusoro pangu. Ipapo handizovi nemhosva, ndisina mhaka yokudarika kukuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndidzivirireiwo ini muranda wenyu kuzvitadzo zvokuita ndichida. Ngazvirege kunditonga. Naizvozvo ndichava munhu asina mhosva uye asina kupara mhosva huru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dzoraiwo muranda wenyu pazvivi zvokuzvikudza; Ngazvirege kuva nesimba pamusoro pangu; ipapo ndichava akakwana, Handingavi nemhosva yokudarika kukuru.
Shona 2009?
Dzoraiwo muranda wenyu pazvivi zvokuzvikudza; Ngazvirege kuva nesimba pamusoro pangu; ipapo ndichava akakwana, Handingavi nemhosva yokudarika kukuru.
Shona SUB 2002 Bible
Dzoraiwo muranda wenyu pazvivi zvokuzvikudza; Ngazvirege kuva nesimba pamusoro pangu; ipapo ndichava akakwana, Handingavi nemhosva yokudarika kukuru.