Psalms 19:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hapana‐kutaura, kana mashoko; Inzwi raɀo harinzwiki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna mutauro kana rurimi kusinganzwiki inzwi ravo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hapana kutaura kana mashoko kana izwi rawo rinonzwika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hapana kutaura, kana mashoko; Izwi razvo harinzwiki.
Shona 2009?
Hapana kutaura, kana mashoko; inzwi razvo harinzwiki.
Shona SUB 2002 Bible
Hapana kutaura, kana mashoko; Izwi razvo harinzwiki.