Psalms 19:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rwonzi rwokuyera rwaɀo rwakaȿika kunyika yose, Namashoko aɀo kumugumo wenyika. Wakagadzirira zuʋa tente mukati maɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Inzwi razvo rinosvika panyika yose, mashoko azvo kumagumo apasi. Mumatenga imomo, akadzika tende rezuva,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi izwi rawo rinosvika pasi pose, mazwi avo anosvika kwakaperera nyika, akaitira zuva musha maari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rwonzi rwokuyera rwazvo rwakasvika kunyika yose, Namashoko azvo kumugumo wenyika. Akagadzirira zuva tende mukati mazvo.
Shona 2009?
Rwonzi rwokuyera rwazvo rwakasvika kunyika yose, Namashoko azvo kumugumo wenyika. Akagadzirira zuva tende mukati mazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Tambo yokuyeresa yakasvika kunyika yose, Namashoko azvo kumugumo wenyika. Akagadzirira zuva tende mukati mazvo.