Psalms 19:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuɓuɗa kwaro kunobva pamugumo weɗeŋga, Kupota kwaro kunoȿika pakuguma kwaro ɀe; Hakune‐cinhu cakaʋanzirwa kupisa kwaro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rinobuda kuno rumwe rutivi rwedenga richitenderera kusvikira kuno rumwe rutivi; hakuna chinhu chakavanzika kubva pakupisa kwaro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rinobuda kwakaperera denga richifamba kundosvika kumwe kwarinogumira. Hakuna chingavande kupisa kwaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kubuda kwaro kunobva pamugumo wedenga, Kupota kwaro kunosvika pakuguma kwarozve; Hakune chinhu chakavanzirwa kupisa kwaro.
Shona 2009?
Kubuda kwaro kunobva pamugumo wedenga, Kupota kwaro kunosvika pakuguma kwarozve; Hakune chinhu chakavanzirwa kupisa kwaro.
Shona SUB 2002 Bible
Kubuda kwaro kunobva pamugumo wedenga, Kupota kwaro kunosvika pakuguma kwarozve; Hakuna chinhu chakavanzirwa kupisa kwaro.