Psalms 19:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Murairo waJehova wakakwana, unoponesa mŋeya; Cipupuriro caJehova ndecaɀokwaɗi, cinopa ʋasinamano njere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murayiro waJehovha wakakwana, unomutsiridza mweya. Zvirevo zvaJehovha zvakavimbika, zvinopa njere kuna vasina mano.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutemo waTENZI mutemo uzere, unomutsiridza munhu. Kupupurira kwaTENZI ndokwechokwadi, kunopa ungwaru kuna vasina njere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Murayiro waJehovha wakakwana, unoponesa mweya; Chipupuriro chaJehovha ndechazvokwadi, chinopa vasina mano njere.
Shona 2009?
Murayiro waJehovha wakakwana, unoponesa mweya; Chipupuriro chaJehovha ndechechokwadi, chinopa vasina mano njere.
Shona SUB 2002 Bible
Murairo waJehovha akakwana, unoponesa mweya; Chipupuriro chaJehovha ndechazvokwadi, chinopa vasina mano njere.