Psalms 2:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndudzi dzinoitireiko ɓope, Naʋanhu ʋanofuŋgireiko ɀisinamaturo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndudzi dzinoitireiko bope? Uye vanhu vanorangarireiko zvisina maturo?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko ivo vechirudzi, vanodirei kuti ungaunga, vachiita bope marudzi avanhu achidai kuita bangano risina maturo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndudzi dzinoitireiko bope, Navanhu vanofungireiko zvisina maturo?
Shona 2009?
Ndudzi dzinoitireiko bope, Navanhu vanofungireiko zvisina maturo?
Shona SUB 2002 Bible
Ndudzi dzinoitireiko bope, Navanhu vanofungireiko zvisina maturo?