Psalms 2:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaparidza cireʋo, cinoti: Jehova wakati kwandiri: Ndiwe mŋanakomana waŋgu; Nhasi ndakakuɓereka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaparidza chirevo chaJehovha, ndichiti: Iye akati kwandiri, “Ndiwe Mwanakomana wangu; nhasi ndava Baba vako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichataura pachena chirevo chaTENZI akanditi iwe ndiwe mwanakomana wangu, nhasi ndakubereka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichaparidza chirevo, chinoti, “Jehovha akati kwandiri, ‘Ndiwe mwanakomana wangu; Nhasi ndakubereka.
Shona 2009?
Ndichaparidza chirevo, chinoti, "Jehovha akati kwandiri, `Ndiwe mwanakomana wangu; Nhasi ndakubereka.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichaparidza chirevo, chinoti, “Jehovha akati kwandiri, ‘Ndiwe mwanakomana wangu; Nhasi ndakubereka.