Psalms 2:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kumbira kwandiri, ndi ku pe ndudzi iʋe nhaka yako, Nemigumo yenyika ɀiʋe ɀako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kumbira kwandiri, uye ndichaita kuti ndudzi dzive nhaka yako, migumo yenyika ive yako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndikumbire zvako ndigokupa marudzi avanhu kuti ave nhaka yako kunyange nyika, kusvika nokwainoperera kuti ive yako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kumbira kwandiri, ndikupe ndudzi ive nhaka yako, Nemigumo yenyika zvive zvako.
Shona 2009?
Kumbira kwandiri, ndikupe ndudzi ive nhaka yako, Nemigumo yenyika zvive zvako.
Shona SUB 2002 Bible
Kumbira kwandiri, ndikupe ndudzi ive nhaka yako, Nemigumo yenyika zvive zvako.