Psalms 21:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mucaparadza ɀiɓereko ɀaʋo panyika, Naʋana ʋaʋo pakati paʋana ʋaʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muchaparadza zvizvarwa zvavo kubva panyika, vana vavo kubva pakati pavanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchaparadza vana vavo panyika uyewo vana vavo pakati pavanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muchaparadza zvibereko zvavo panyika, Navana vavo pakati pavana vavanhu.
Shona 2009?
Muchaparadza zvibereko zvavo panyika, Navana vavo pakati pavana vavanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Muchaparadza zvibereko zvavo panyika, Navana vavo pakati pavana vavanhu.