Psalms 21:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋakafuŋga kukuitirai ɀakaipa; Ʋakafuŋga zano rakaipa, asi haʋagoni kuɀiita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange vachirangana zvakaipa pamusoro penyu nokufunga mano akaipa, havangagoni kubudirira;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana zvavo vakafunga zvakaipa zvokukuitirai, kana vakaronga mazano akaipa havambobudirira
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vakafunga kukuitirai zvakaipa; Vakafunga zano rakaipa, asi havagoni kuzviita.
Shona 2009?
Nokuti vakafunga kukuitirai zvakaipa; vakafunga zano rakaipa, asi havagoni kuzviita.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vakafunga kukuitirai zvakaipa; Vakafunga zano rakaipa, asi havagoni kuzviita.