Psalms 21:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makamupa ɀakaɗikanwa nomŋoyo wake, Hamuna‐kuramba kukumbira kwemiromo yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makamupa zvinodikanwa nomwoyo wake, uye hamuna kumunyima zvaikumbirwa nomuromo wake. Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makamupa zvaiva pamwoyo pake uye hamuna kumunyima zvaakakumbira nomuromo wake. Dzepfunde
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makamupa zvakadikanwa nomwoyo wake, Hamuna kuramba kukumbira kwemiromo yake.
Shona 2009?
Makamupa zvakadikamwa nomoyo wake, Hamuna kuramba kukumbira kwemiromo yake.
Shona SUB 2002 Bible
Makamupa zvakadikanwa nomwoyo wake, Hamuna kuramba kukumbira kwemiromo yake.