Psalms 21:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakakumbira ʋupenyu kwamuri, mukamupa ibgo; Namazuʋa mazhinji nokusiŋgaperi‐peri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akakukumbirai upenyu, mukamupa mazuva mazhinji, nokusingaperi-peri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akakukumbirai upenyu mukamupa, mazuva akawanda nokusingaperi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akakumbira upenyu kwamuri, mukamupa ihwo; Namazuva mazhinji nokusingaperi-peri.
Shona 2009?
Akakumbira upenyu kwamuri, mukamupa ihwo; Namazuva mazhinji nokusingaperi-peri.
Shona SUB 2002 Bible
Akakumbira upenyu kwamuri, mukamupa ihwo; Namazuva mazhinji nokusingaperi–peri.