Psalms 21:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kurumbidzwa kwake kukuru nokuɗa kwokuponesa kwenyu, Makaisa pamsoro pake kukudzwa noʋumambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubudikidza nokukunda kwamakamupa, kukudzwa kwake kukuru; makaisa pamusoro pake kubwinya nokukudzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ano mukurumbira mukuru pamusana porubatsiro rwenyu rwunoponesa. Makamupa umambo norukudzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kurumbidzwa kwake kukuru nokuda kwokuponesa kwenyu, Makaisa pamusoro pake kukudzwa noumambo.
Shona 2009?
Kurumbidzwa kwake kukuru nokuda kokuponesa kwenyu, Makaisa pamusoro pake kukudzwa noumambo.
Shona SUB 2002 Bible
Kurumbidzwa kwake kukuru nokuda kwokuponesa kwenyu, Makaisa pamusoro pake kukudzwa noumambo.